Grieving Mom Uncovers Her Child's Sinister Double Life: She Was Lesbian, Husband Was Gay [image credit: iStock]

Grieving Mom Uncovers Her Child’s Sinister Double Life: She Was Lesbian, Husband Was Gay

Watch as a grieving mom makes a shocking confession about discovering her late daughter was a lesbian and her husband was gay at her funeral.

Tragic Accident Marred Funeral Proceedings

In the audio, the mother narrated how they got involved in an accident collecting her daughter’s body. Seven people were injured in the crash. At the rural home for burial, they were told by Shylet’s friend to chase away Christian relatives. They were informed that the deceased had joined Majuzi and become a slay queen.

ALSO READ: Prophet Talent Madungwe’s Shocking Prophecy: ZIG Set to Rise After His Driver’s License Triumph

“Mwana wangu akajoiner zvinhu zveSatanism, arimumanjuzu vese nemurume wake,” stated the mother. “Takaudzwa kuti hamuite zvechurch pano, vana venyu dzadziri ngochani, arimacelebrity emuharare.”

ALSO READ: Bewitching Drama: Shadaya Calls Out Takunda Gorimbo for Accusing UFC Champion Themba of Witchcraft

Netizens’ Reaction

Smart Installs Kayz:

Kana wasvika 45 years usina Mari romba kusikufa ndekup

Diana Sekai:

Mhiko dzacho dzakanaka dzinouraya muridzi wadzo. Manje vekare vairomba zvekupedza kiurayisa family yese

Rugare Kwamuri:

Accident ndakainzwa kuti pane vakakuvara vaenda kunotora mutumbi.

Ruth Uju:

Muzvitarisise kuti vana vadiki vari kuita zvemanjuzu izvozvo are dying at a young age. zvine kakundishamisa, mainini vangu died at 30 hanzi vaitoziikanwa fani muno muharare kwavaigara kukuwadzana uko. pa nhamo pavo pakauya vanhu vanotyiwa and team racho rokuudzirai zvekuita

Chihera Demama Demama:

At least zvikubva kuhama dzacho. Those who know couple iyi vaitaura zvinhu izvi zviriko vanhuwe

Blessing Tania Nerwande:

I don’t know why but I trust it’s true guys vanhu ndozvavarikuita kunze uku for money and firm shem . personally I had my aunt who passed on sometime pakabuda nyaya dzakadayiwo.apa munhu ane atori

Francisca Jakopo:

Unomboti ndikurota aaaa that’s why I’m happy nezvandinazvo kutyiva chisi changu bodo ndodya cheziva

Grace Ngandini:

Yummmm kunze kwaipa uku vanhu vakuda fast money mazuvano hazvisi zvekungochiva zvinhu zvevanhu

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *